KwaunobvaDuramazwiCchoronora

Duramazwi

choronora

Zvinoreva

Kuchoronora kuwanikidza ruzivo rwanga rwakahwandika. Ndakachoronora nhoroondo yedzinza rangu kuna sekuru.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chororo

Kuti chororo kuchururuka kunoita zvinhu zvakaita mvura, zvichienda pasi.

Verenga

Swipe for the next word