KwaunobvaDuramazwiCchukasi

Duramazwi

chukasi

Zvinoreva

Chukasi musikana akanaka kana kuti anoyemurika. Ndakadiwa nechukasi, ikandibonderesa nerimwe fero pasina svondo mbiri.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chukucha

Kuchukucha kuzunza mudziyo wakavharwa, une mvura mukati, kuitira kuugeza. Bhotoro raiva namafuta ndarichukucha.

Verenga

Swipe for the next word