Duramazwi
-chukuchudza-kuchukudza
Zvinoreva
Kuchukucha kuzunza mudziyo wakavharwa, une mvura mukati, kuitira kuugeza. Bhotoro raiva namafuta ndarichukucha.
1

Kuti nguru nguru kuchukucha bhodhoro rine mvura kuti richene.
Kuchukucha kuzunza mudziyo wakavharwa, une mvura mukati, kuitira kuugeza. Bhotoro raiva namafuta ndarichukucha.
2
Kuchukucha kuzunza mudziyo une zvinhu mukati kuitira kuti zvisangane zvakanaka. Munofanira kutanga machukucha mushonga uyu wemudumbu musati maumwa.
Zvakafanana
-chukuchudza · -kuchukudza
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chukuchudza
Kuchukucha.
VerengaSwipe for the next word