Duramazwi
Zvinoreva
Kuchwabaira kufamba zvine karuzha mukati, kunoita munhu akapfeka nhumbi nyoro.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chwachwatisa
Kuchwachwatisa kutsenga kwaunita kana uchidya chinhu chinenge chine mafuta akawanda.
VerengaSwipe for the next word