KwaunobvaDuramazwiCchinhano

Duramazwi · zita

chinhano

chinhanho
1

Kuona moto kusvika pachinhano chokuomerwa nezvinhu zvakanyanya chaizvo.

Dhisikodhi kuimba neizwi risingakodzerani nezvinenge zvichifanira pachinhano ichocho chorumbo.

Kana munhu akabanga anenge akagadzirira zvose zvinenge zvichidiwa pachinhano choupenyu chaangasvika.

Zvine chekuita

chinhanho

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinhe

Chinhe mwena mudiki unopoya nembeva kana dzavharirwa pamwena mukuru.

Verenga

Swipe for the next word