KwaunobvaDuramazwiCchechenga

Duramazwi

chechenga

Zvinoreva

Kuchechenedza.

Kuti chechenga kusangana kana kuungana pamwe chete kwevanhu vane ukama kana kuti vane chimwe chinhu chavanoita vose.

1

Kuchechenedza.

Pazororo regore idzva vazukuru vanenge vakati chechenga pamba pambuya vachipembera.

Kuti chechenga kusangana kana kuungana pamwe chete kwevanhu vane ukama kana kuti vane chimwe chinhu chavanoita vose.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chechenyedza

Kuchenjerera mukuita basa kuitira kubudirira.

Verenga

Swipe for the next word