Duramazwi
Zvinoreva
Kuchenjerera mukuita basa kuitira kubudirira.
Mwana wehuku uchiri muduku pano ruzivo.
1
Kuchenjerera mukuita basa kuitira kubudirira.
Chevezwa mufananidzo kana mudziyo unogadzirwa kubudikidza nokuchechenyedza zvakaita sedanda kana ibwe romunyaka.
2
Mwana wehuku uchiri muduku pano ruzivo.
Chevezwa mufananidzo kana mudziyo unogadzirwa kubudikidza nokuchechenyedza zvakaita sedanda kana ibwe romunyaka.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chechepfu
Kuti chechepfu kuruma chinhu chakanyorovera uye chisinganetsi kutsenga.
VerengaSwipe for the next word