Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuchakanyadza kuzadza zvinhu zvakaita semvura pose pose.
Kana muchisakura makaita chakapedzambudzi munenge makachinjika muchichekedzera ndima kuti ikurumidze kufamba.
1

Mwana anga achitamba nemvura mumba ndokubva amuchakanyadza mose zvokuti hamugariki.
Kana muchisakura makaita chakapedzambudzi munenge makachinjika muchichekedzera ndima kuti ikurumidze kufamba.
2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chakapiti
Kuti chakapiti kutora chinhu pamwe nokuchisumudza.
VerengaSwipe for the next word