Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chedebu kutema kana kuruma chinhu zvokubvisa ganda.
1

Kuti chedebu kugara munhu akavhura makumbo asingachenjereri kuti vanhu vasaona zvipfeko zvake zvemukati.
2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chedha
Kuchedha kudududza nokuda kokuti zvawanga uchirwisana nazvo mberi zvava kukukurira.
VerengaSwipe for the next word