KwaunobvaDuramazwiBbembera

Duramazwi · zita

bembera

Zvinoreva

Kuzivisa pamhene mhosva iri pamba pasina kutaura zita remunhu (to announce/accuse indirectly).

1

Kuzivisa pamhene mhosva iri pamba pasina kutaura zita remunhu (to announce/accuse indirectly).

Mumusha menyu makamborohwawo bembera here pasichigare kana mazuvaano?

Bembera raiwanzoitwa navanhu vanenge vasingade kubudirana pachena.

Bembera kazhinji raiitwa panenge pachifungiranwa huroyi kana kuti pafa munhu asi paine aifungirwa kuti ndiye auraya.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bembero

Bembero chipo chinobviswa kupa vanhu vane mutambo wekufarira chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word