KwaunobvaDuramazwiB 5

Duramazwi

Mazwi ane B.

1208 Shona headwords beginning with B, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 5 pa5

bvubvuvaraKubvubvuvara kugara wakaundundika.bvucheBvuche ironda rinorwadza, rinocheneruka rozoputika, uye...bvuchebvucheBvuchebvuche munhu asingakodzeri kuvimbwa naye nokuda...bvuchuKuti bvuchu kuburitsa zvinhu mumudziyo uchizviita dutu.bvuchupfuchuBvuchupfuchu kunhuhwa kunoita chinhu kana mweya wachinenge...bvudzeMabvudze imhuka dzinenge dzakawanda zvikuru.bvudzihairbvugadaKuti bvugada kugara nemabvi uchiratidza rukudzo.bvuinaKana uchibvuina mumwe unenge uchimutuka.bvujaKubvuja kudururika kunoita zvinhu zvakawanda zvichibva...bvujuKuti bvuju kupinda mudziva rine mvura uchijakukira. Akati...bvujudzaKubvujudza mudziyo kuuboora zvinoita kuti zvinenge zviri...bvujukaKubvujuka kubuda kwezviri mukati nekuda kwekuti pazviri...bvujumukaKubvujumuka kungokaruka wava kutanga kuita zvimwe zvinhu.bvujumuraKana munhu achinzi abvujumura mumwe munhu anenge...bvujunuKuti bvujunu kusununguka kunoita zvinhu zvanga...bvukaKubvuta.bvukanyaBvukanya ibenga romucheka rakadambuka.bvukatiraKana muti wakabvukatira mbesa dzinenge dziri pasi pawo...bvukiraKubvukira mumwe kumupa mhosva yaasina.bvukuKuti bvuku kuzunza chimwe chinhu.bvukuchaKubvukucha kupinda muvhu asi papindwa napo pachisara...bvukuchuKuti bvukuchu kupfava kwechinhu. Dehwe rakasukutwa ndiro...bvukudzaKubvukudza kuzunza chinhu, sezvinoita imbwa yakaruma...bvukupfukuBvukupfuku ivhu rakaregedza uye rakatsetseka kwazvo.bvukuraKubvuta.bvukuraraKubvukurara kutamba muvhu kana kuumburuka mubukuta...bvukuriraKubvukurira chinhu kuchifushira nevhu kana zvimwewo. Kana...bvukutaKubvukuta kusakurira zviyo muvhu kuti zvigomera kana...bvukutuKuti bvukutu chinhu kuchitora muruoko memumwe pasina...bvukuturaKubvukutura kutora chinhu kune mumwe nechimbichimbi pasina...bvumaacknowledgebvumaudziChikushe.bvumbaKubvumba kutevedza hwema hwemhuka kunoitwa nembwa kana...bvumbanaKubvumbana kuvhiringika musoro zvokutadza kuziva zvokuita.bvumbanyuchiBvumbanyuchi muchero unobereka tuvana tudikidiki, twune...bvumbeBvumbe rudzi rwetsenza rune mashizha akareruka kwaZVO.bvumbiBvumbi inyoka yakasvibira, yakafanana nechiva, uye ine...bvumboBvumbo unyanzwi hwekufembera kana un'anga hunokatyamadza.bvumbuIchi chipauro chemu-panda 5.bvumbukaChinhu chakabvumbuka chinenge chiri nyore kudambura.bvumbukiraKubvumbukira munhu kumureva nokumupomera mhosva yaasina.bvumbunuroBvumbunuro unyanzvi hunokatyamadza hwekugona kufembera.bvumburaKana munhu achibvumbura nzungu kana chibage anenge...bvumburuKuti bvumburu kubidirika muvhu sezvinoitwa nemadhongi.bvumburudzaKubvumburudza chinhu kuchipindurira-pindurira muvhu.bvumburukutuKana munhu akati bvumburukutu anenge akachenuruka chaizvo...bvumiracondonebvumiranaKana mabvumirana chimwe chinhu munenge matenda kuti munoda...BvumiranaiAgreebvumiranoBvumirano kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu kunoita vanhu.bvumisaKubvumisa munhu kumuudza kana kumuitira zvaanotendeseka...bvumoBvumo chiratidzo chokuwirirana nezvinenge zvaitwa kana...bvundaKubvunda kutambatamba kana kuzunguzika kunoita muviri...bvundeBvunde rudzi rwembeu inokwanisa kurarama pasina mvura...bvundiraKubvundira kumutsa havi yekuda kurara nemukadzi kana murume.bvundoBvundo idutu remvura yerwizi rwakazara, rinokwanisa...bvunduBvundu imvura ine madhaka kana marara.bvundudzaKubvundudza kukodzonga mvura ine madhaka kuti tsvina iri...bvundunukaKubvundunuka kuiswa pachena kwechanga chakavandika.bvundunura [-bvundunyura]Kubvundunura zvinhu zvakarongedzwa kuzvikanganisa mamiriro...bvundunyuraKuzungunusa chinhu nenzira yekuvharidzirwa.bvunduraKubvundura kukava munhu kana mhuka mudumbu nesimba uye...bvunganisaKubvunganisa zvinhu kuzviisa pamwe chete.bvungapfungafogbvungoBvungo imhuka yomusango yakaenzana nekiti asi ichinge...bvungunjaKubvungunja chinhu kuchitswanya-tswanya nokuchirova kuti...bvungunjuKuti bvungunju kurova chinhu kuti chitswanyike-tswanyike.bvunhapfunhaBvunhapfunha imvura nhete inonaya kwenguva refu.bvunuraKubvunura kubvisa ganda dzaru kunoitwa nenyoka kana...bvunyaidzaKana munhu achibvunyaidza mumwe anenge achimukanganisa...bvunyaraKubvunyara kugunzva pasi nemabvi nemaoko.bvunyikidzaKubvunyikidza zvinhu kuzvipakira mumudziyo wakaita sesaga...bvunyingidzaKana munhu achibvunyingidza nyaya kana mashoko anenge...bvunzaconsultbvunzachidoBvunzachido isarudzo inoitwa munyika vanhu vachivhota kuti...bvunzandibvumepuppetBvunzazviremaBvunzazvirema izita rokutenda munhu kubudikidza...bvunzeMhokora.bvunziraKubvunzira kubvisa mari kuvabereki vemusikana uchida kuti...bvunzoexambvunzurudzainterrogatebvupaBvupa ndiro rinosara panenge pabviswa nyama yose.bvupfuwereBvupfuwere vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo.bvuraKubvura kusasika chaunoda kupisa pamusoro pemoto unobvira...bvuraudzaKubvuraudza kupisa chinhu nemarimi emoto kana nerufuse.bvureMuchina werubatsiro.bvure bvureKuti bvure bvure kurara kunoita mhuka dzakawanda dzinenge...bvuriKana mufi achiburitsa bvuri anenge achiita zi-bvuriridzaKana chinhu chabvuriridza chinenge chauya chakasimba...bvuruBvuru zvidimbu zvidimbu zvezvokudya.bvuru bvuruKana zvinhu zvakati bvuru bvuru, zvinenge zvadonhera pasi...bvurubvujukaKubvurubvujuka kumuka kunoita mhuka chiriporipocho.bvurudzaKukonzera kuti mhepo ioneke.bvurukutuKuti bvurukutu kukaruka wawira pasi.bvurunuraKubvurunura tyava kuita kuti zvakairukisa zvipfamvanyuke.bvurunyukaKubvurunyuka kusashambidzika.bvururu (bvarara]Kuti bvururu kurasika-rasika kwezvinhu pese pese.bvururutsaKubvururutsa zvinhu kuzvirasa pese pese.bvuruundaKubvuruunda kukwenga chinhu nechepamusoro usinganyanyisi...bvuruvadzaKubvuruvadza chinhu kuchisakadza.bvutuKuti bvutu kutora chinhu zvine mukundo uye nechimbi-chimbi.bvuuKuti bvuu kuzunguza chimwe chinhu kuti chibve tsvina.bvuudzaKukonzera ruzivo.bvuururaKubvuurura kubika rimwezve sadza muhari yanga ichangoburwa...bvuururoBvuururo isakura rechipiri kana rechitatu.bvuvandezvekudya kana zvekunwa zvepasakuro rechipiri kana...bvuvanaKubvuvana kuva munhu akamirira kuita zvose zvinenge...bvuveKuti bvuve kunyika chimwe chinhu kwenguva refu mumvura.bvuviraKubvuvira kukanda upfu hwemamera mudoro kana mumaheu kuti...bvuvuKuti bvuvu kubika zvinhu zvakawandisa.bvuwabvuyaKubvuya kuvamba rumbo izwi riri pamusoro, vamwe...bwa bwaKuti bwa bwa kufonyora makumbo kuti ugare wakafunya chisero.bwabwaKuti bwabwa kutaura nekukasira.bwadaKana munhu akandoti bwada kwaanenge aenda kana kutumwa...bwadabwadaKuti bwadabwada kunyorovera nekuda kwekuva nemvura...bwadaguKana chinhu chati bwadagu chinenge charovera pakaoma...bwadagudzaKana munhu abwadagudza chinhu anenge achirovera pakaoma...bwadaguraKubwadagura munhu kumurova mbama yakasimba.bwaduKuti bwadu kutyoka nesimba kunoita chinhu chakafanana...bwagamuKuti bwagamu kuputsira chimwe chinhu pasi.bwagamuraKubwagamura kudonhedza chinhu chichibva chaputsika.bwaiKuti bwai kuvhura maziso nekuavhara kamwe chete.bwai bwaiKuti bwai bwai kutsonya-tsonya maziso kwemunhu apererwa...bwaidzikaKubwaira zvishoma nezvishoma.bwairaKuba kutsinzinya nekusvinura maziso pakarepo.bwambaBwamba inhengo yemuviri iri muzasi medumbu, nechepasi...bwamboBwambo chinhu chinoshandiswa kukwezva chimwe. Honye...bwanaBwana turimwa tunenge tuchiri tudiki, tunogona kudzurwa...bwanashupaBwanashupa rudzi rwemuti mudukuduku, unowanikwa munzvimbo...bwandadzaMatadza.bwandarikaKubwandarika munhu kumukandira pasi muchiita mutsimba kana...bwandiKuti bwandi kugadzira hembe dzaunenge wakapfeka kana wava...bwandiraKubwandira kugadzira hembe, kunowanzoitwa nevakadzi kana...bwanyaKana munhu akaita chikafu chokubwanya anenge achidya chose...bwanyashangaBwanyashanga imvura yakawanda, inopedzisira kunaya muzhizha.bwanyenzeBwanyenze idivi remusana riri kumusoro kumafudzi.bwanyuKuti bwanyu kutsenga chinhu chakaoma zvine ruzha.bwanyuraKubwanyura kutsenga kana kugaya chinhu zvinonzikwa nekunze.bwararaBwarara munhu asina njere, anoita zvinhu zvakapusa.bwari bwariKuti bwari bwari kuchema uchingoburitsa misodzi asi...bwasiBwasi muripo unobviswa nomunhu anenge abatwa nemhosva...bwataKubwata kutundumara kwemusana wemunhu akakotama kana...bwata bwataKuti bwata bwata kufamba zvinyoronyoro, pamwe uchitsika...bwatairaKubwataira kufamba zvinyoronyoro sezvinoita munhu kana...bwatamaKubwatama kutsivarara kunoita munhu kana mhuka yakavandira...bwatataKubwatata kutumba kana kukotama zvikuru, zvokuti musoro...bwatipwatiBwatipwati kudauka-dauka kunoita zvinhu zvinenge...bwatsaKubwatsa kudonhedzera munhu kana chimwe chinhu pasi zvine...bwazhamaKubwazhama kugunun'una zvinonzikwa kunoitwa nemunhu...bwazhaukaKana munhu a-bwazhauka anenge akaruka ataura zvinhu asina...bwazhuKuti bwazhu kupunza chinhu chichibva chatsemuka-tsemuka.bwazuKuti bwazu kudonhedza chinhu chinenge chiri muruoko.bwebwebweKuti bwebwe kutaura zvinogumbura mumwe.bwedere bwedereKuti bwedere bwedere kutaura zvisina maturo. Usati bwedere...bwegeKana hari yati bwege inenge yadonhera pasi yoputsika kuita...bwegemukaKubwegemuka kupunzika nekuita zvidimbu zvidimbu kwechinhu...bwekaKubweka kubvunda nemhaka yekutya.bwendaKubwenda kuratidza kutya kukuru kunyanya pakurwa.bwendedzobwengeKana zvokudya nezvokunwa zvakati bwenge zvinenge...bwerebwetaKubwerebweta kutaura tusina maturo. Usangobwerebweta...bwerebweteBwerebwete itsvina yemunhu kana yemhuka inenge iri...bwerengedzaKubwerengedza kuisa zvinhu pamwe chete kuti ugozviverenga...bwerengedzoBwerengedzo uwandu hwezvinhu zvinenge zvaunganidzwa pamwe...bwerereBwerere ivhudzi rinoerera, remwana achangozvarwa kana...bweshepwesheBweshepweshe kugara pasi kwemunhu akaneta kana akatsamwa.bweshuKuti bweshu kumedura chipenga chezvakaita sehari yevhu...bweshuraKubweshura kudimbura kapenga kechinhu chakaita sehari...bweteteBwetete zvinhu zvinenge zvakaita madhaka madhaka.bweveBweve inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.bwezaKana munhu achibweza anenge achitya zvikuru.bwiKuti bwi kubudisa mweya unonhuhwa neshure, zvinonzwika...bwibwiKana chinhu chakati bwibwi chinenge chakazvimba...bwibwimaKuti bwibwima kutaridza kusuwa pameso.bwibwimaraKubwibwimara kuva nepameso panotaridza kusuwa.bwibwingaKubwibwinga kudya kana kumwa nokukasira uchiita ruzha.bwichiKuti bwichi kuwa kwechinhu kubva pakakwirira kuenda...bwidzaKubwidza munhu kumudysa zvinhu zvakaita upfu upfu.bwindaKana uchibwinda unenge uchidya uchikasirisa.bwindiKuti bwindi kupunzika uchinorovera nokumeso.bwingaKubwinga kutaridza chiedza chinobwinya chaizvo kwechinguva...bwinguKuti bwingu kutaridza chiedza nokukasira, wobva wachidzima...bwinyaKana chinhu chichibwinya chinenge chichiita chiedza...bwinyuKuti bwinyu kuvaima kunoita chiedza chinovako kwenguva...bwipwiBwipwi mwana weshiri asati agona kunyatsobhuru-ruka.bwirabwiraufuBwiraufu imhuka yakada kufanana ne-mhembwe, asi yakakura...bwiroNzvimbo inochengeterwa vanhu vakafa (grave/cemetery).bwiruKuti bwiru kudya zvinhu zvakaita sembwirembwire nekukasika.bwiruburaKubwirubura kudya rupiza uchiratidza kukara.bwitiKana chinhu chichiti bwiti chinenge chichinyura mumvura.bwitiraKana chinhu chichibwitira chinenge chichikonzera kuti...bwitirwaKuve wakaitwa chiito chekurara.bwititiBwititi munhu ane hasha, anoita chero zvinhu...bwitudzaKubwitudza kutaridza chiedza kwenguva dukuduku.bwitukaKana chinhu chichibwituka chinenge chichipa chiedza...bwizaKana munhu achibwiza anenge achiburitsa misodzi kana...bwoKuti bwo kuvhunika nyore kwebazi remuti uchangotunga.bwodoKuti bwodo kutaura zvisina maturo.bwodogokaKubwodogoka kuvhunika kwedavi nyoro richangotunga.bwodokaKubwodoka kutaura zvinhu zvisina maturo.bwodoraKubwodora kutyora chinhu chakaita seruoko kana gumbo...bwogoKuti bwogo kutyora chinhu chinyoro uchishandisa simba...bwoniKuitira chinhu bwoni kuita chakaipa munhu achiziva kuti...bwonyokaKana uchibwonyoka unenge uchitaura zvinhu usina kumbofunga...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store