Duramazwi02 / 03bvujuKuti bvuju kupinda mudziva rine mvura uchijakukira. Akati bvuju mumvura achibva atanga kudhidha.Verenga→
Duramazwi03 / 03bvujudzaKubvujudza mudziyo kuuboora zvinoita kuti zvinenge zviri mukati zvirasikire kunze.Verenga→