KwaunobvaDuramazwiBbvuju

Zvinoreva

Kuti bvuju kupinda mudziva rine mvura uchijakukira. Akati bvuju mumvura achibva atanga kudhidha.

Kuti bvuju kubuda kwezvinhu zvakawanda mumudziyo unenge wabvaruka. Shuga yakati bvuju ndokuti waa pasi.

1

2

Zvakafanana

bvuva

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvujudza

Kubvujudza mudziyo kuuboora zvinoita kuti zvinenge zviri mukati zvirasikire kunze.

Verenga

Swipe for the next word