Duramazwi
Zvinoreva
ndezvekudya kana zvekunwa zvepasakuro rechipiri kana rechitatu.
Kubvuva kubata hove nemambure.
Kuti bvuva kudonhera kwemunhu, mhuka kana chinhu chinorema mumvura.

Kuti bvubvuva kuundundika uchiratidza kurwara kana kunzwa chando.
Kubvuva kusakura nzvimbo yakambosakurwazve muchidzokorora.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvuvana
Kubvuvana kuva munhu akamirira kuita zvose zvinenge zvakatarisirwa.
VerengaSwipe for the next word