KwaunobvaDuramazwiB 2

Duramazwi

Mazwi ane B.

1208 Shona headwords beginning with B, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa5

bhaseraBhasera ndechimwe chinhu chidiki chaunopuwa pachena...bhasibossbhasiketibasketbhasikitibasketbhasikorobicyclebhasopoKuti bhasopo kureva kuti chenjerera. Famba wakatarisa...bhatabutterbhatanibuttonbhatiribatterybhaudhiboltbhaunzaKubhamba.bhauzaBhauza zidhiramhu guru rinodhonzwa nen'ombe kana...bhavhadheyibirthdaybhavhdhebirthdaybhavhuBhavhu rudzi rwedhishi hombe rinogezerwa kana kuwachirwa.bhavhurumuBhavhurumu imba yokugezera.bhawapubbhaweroBhawero zindiro zihombe rakadzika rinoisirwa kana...bhayeraBhayera inzvimbo inenge iine moto muzhinji unopisa chaizvo.bhayonetiBhayoneti ibanga rinenge riri papfuti.bhayorojibiologybhazhuraKubhazhura kukuya uchisiya zvisina kunyatsa kutsetswa.bhazibusbhazukaBhazuka rudzi rwechombo chehondo chinoshandiswa kudautsa...bheKana zvinhu zvichinzi zvaitwa zvokuti bhe zvinenge...bhebhaKubvira.bhebhenuKana pfungwa dzichiti bhebhenu munhu anenge ava kufunga...bhebhenukaKana chinhu chabhebhenuka chinenge chavhurika mukati manga...bhebheukaKubhebheuka kuvhurika nekukurumidza sezvingaite samburera...bhebhudzaKubhebhudza kubatsira munhu kubereka mwana kumusana.bhechuBhechu ibesu rinenge riri sure kwebhachi.bhedhenuKuti bhedhenu kuvhurika kwechinhu changa chakavharwa.bhedhenukaKubhedhenuka kuvhurika kwechinhu changa chakapeteka.bhedhenuraKubhedhenura kuvhura chinhu changa chakapetwa kuti mukati...bhedhirumuBhedhirumu mupanda kana kuti imba yokurarira.bhedhuraKubhedhura kuvhura nokupatsanura zvinhu zvinenge...bhedhurumuBhedhirumu.bhegibagbhejagamblebhejibetbhekabakebhekaribakerybhekonibaconbhembaBhemba zisimbi rakareba rinoshandiswa kutema kana...bhendabendbhendeBhende mutauro wokupesedzera, kuitira kuti asingafaniri...bhendibandbhengabankerbhengiNzvimbo inochengeterwa mari (bank).bhenguruBhenguru chishongo chakaita setsambo chinopfekwa muruoko.bhenjibenchbhenziniBhenzini mushonga unotaridzika separafini...bheraKubhera kusada kushandisa nhumbi, midziyo kana zvimwewo...BherarusiBelarusbherengendeKana musuwo uchinzi wakati bherengende unenge wakashama...bheriberrybheriyaBheriya musangano wekuti nhengo dzinoisa mari muhomwe imwe...bherobellBherujiyamubelgiumbhesaKana munhu achinzi anobhesa anenge achitaura nezwi gobvu.bhesenibasinbhesheKuti bheshe ruzha runoitwa nemunhu ari kufamba mujecha.bhesiBhesi izwi romunhu rinenge riri gobvu.bheuKana musuo wakati bheu unenge wakavhurika kusvika...bheukaKupidiguka kana kuvhurika.bheuraKupidigura kana kuku-tura kana kuvhura.bhezariBhezari imari inopiwa munhu nehurumende kana kambani kuti...bhiKuti bhi kurara munhu uchiita zvokuzviwisira pasi uchibva...bhi bhiKuti bhi bhi kufamba zvine mutsindo.bhibhiBhibhi kamucheka kanosungirwa pahuro pemwana kana achidya...bhibhidzaKubhibhidza kutsikatsika pasi uchichinjanisa makumbo.bhibhiriKuti bhibhiri kutsikatsika pasi kwemunhu ari kurwisana...bhibhoBhibho mugerero wemusoro wekuti munhu ano-bvisa rimwe...bhichiBhichi chinzvimbo chine jecha kana tumatombo, chinowanikwa...bhidhabidbhidhairaKubhidhaira kufamba zvine hasha uchitsika pasi zvine simba.bhidhiriKuti bhidhiri kudonhera pasi zvine mutsindo kunoita chinhu...bhidhiridzaKubhidhiridza kukonzera kuti chinhu chidonhe zvine simba...bhidhirikaKubhidhirika kurara munhu uchipinduka-pinduka zvichibva...bhigiKuti bhigi kutsika pasi zvine mutsindo sezvinoita mombe...bhigidhidzaKubhigidhidza kurova pasi zvine simba pasina kumira.bhigidhikaKubhigidhika kutsika-tsika pasi sezvingaita munhu akamira...bhiguraKubhigura kugura musuva mukuru kubva pamukonde wesadza.bhiiBhii nderimwe chete remavara anonyoreswa mutauro...bhiipiiBhiipii chirwere chekuti dzimwe nguva mwoyo wake...bhikiniBhikini rudzi rwekabhurukwa kemukati kemadzimai kanovhara...bhikiriBhikiri ikomichi huru inowanzonwirwa doro kana mahewu.bhikiririKuti bhikiriri kufamba zvishomashoma zvichiratidza kuti...bhikonibeaconbhimhiKuti bhimhi kurova munhu kamwe chete nechibhakera...bhimhidzaKubhimhidza kurova nechibhakera kumusana kana mudumbu.bhimhuKuti bhimhu kurova kumusana nechibhakera.bhimuBhimu ndiro danda refu padenga reimba panozoroverwa mamwe...bhindaukaKana munhu achibhindauka anenge achiita tunhu twakawanda...bhindaukoBhindauko inzira inenge yashandiswa nemunhu kuti awane...bhingoBhingo izita rinowanza kupiwa imbwa.bhinibinbhinyaMunhu anoshandisa chisimba kupamba, kubata chibharo kana...bhinyiKana munhu achiti bhinyi anenge achifamba zvekuratidza...bhinzibeanbhiriBillbhiridhabuilderbhirifiBhirifi chipfeko chomukati nyanyo chinopfekwa nevarume...bhirijibridgebhirikiMabhiriki.bhiriyonibillionbhiropenbhishopibishopbhishopi mukuruarchbishopBhishopuBishopbhisikitibiscuitbhitaKana munhu achibhita anenge achiimbisa vanhu vakawanda...bhitibeetbhitirutiBhitiruti imhando yemuriwo unomera muvhu wakatsvuka uye...bhitisaKana munhu achibhitisa vaimbi anenge achitambisa-tambisa...bhizahorsebhizimisibusinessbhizinesiKushanda kuitira kuwana mari (business).bhoKuti bho kurova chinhu kamwe chete.bhobhiniBhobhini kasimbi kanomonererwa shinda yekusonesa inenge...bhobhiriChibhobhiri.bhobhoBhobho itsoro yedhirafuti inenge yatambwa yakwanisa...bhodhaMubhodha.bhodhibillboardbhodhigadhibodyguardbhodhitopuBhodhitopu rudzi rwebhurauzi rakagadzirwa neshinda dzakati...bhodhoBhodho ipoto huru yesimbi ine makumbo matatu.bhodho bhodhoKuti bhodho bhodho kufamba zvishoma nezvishoma kwemunhu...bhodhorobottlebhodoraKubhodora kuvhuna chinhu chakaita sepwa uchikasika chaizvo.bhodyerabottlebhodyoKuti bhodyo kuboora chinhu nekukasika.bhofoKuti bhofo kuboora chinhu chakanyorovera.bhofodzaKubhofodza kubvoora kana kuti kuita kuti munhu aboore...bhoforaKubhofora kuboora chinhu chakatefeteka.bhogoKuti bhogo kubika zvinhu zvokudya zvakawanda nguva imwe...bhogodzaKubhogodza kudimura chinhu kuti chive zvimedu zvimedu.BhokiBhoki rimwe remazita anowanzopiwa imbwa hono.bhokiseniBhokiseni mutambo wevanhu vaviri vanenge vachirovana...bhokisiartifactbhoko bhokoKuti bhoko bhoko kufamba zvishoma.bhomaKubhoma kudonha kwechinhu kune ruzha, chobva chaputsika.bhombabombbhombuMuchina wekuchovha mvura.bhomudzaKubhomudza kurova munhu nechibhakera kamwe chete zvine...bhonasibonusbhondaKubhonda kurovera pane chimwe chinhu.bhondandoBhondando muchero wakaita segaka asi iwo uri mukuru...bhondipepaBhondipepa imhando yebepa inowanzoshandiswa pakugadzira...bhonetibonnetbhongozhoraKubhongozhora kurova munhu nechitanda chikobvu.bhooKuti bhoo kudzvova.bhoraballbhoraniChibhorani.bhoriBhori kureva kuti hapana zviripo uye kuti zvinhu zvacho...bhosiBhosi munhu mukuru pabasa anenge achiona nezvemafambisirwo...bhosikahimuUyu mutambo unotambwa nevana vachibhambisa kabhora pasi...bhosvoBhosvo mudziyo wesimbi unoridzwa nevanoita zvemimhanzi...bhosvongaKubhosvonga kukwesha kana kukwiza muviri kuti tsvina ibve...bhotaiBhotai rudzi rwekatai kasingaremberi kudumbu, kakagadzirwa...bhotoroichangorimwabhovhoKuti bhovho kuboora chinhu chakatefeteka.bhovoKuti bhovo chinhu kuchiita zvekupedzeredza. Pataibika...bhovozeraKana chinhu chakaita somunzwa chikabhovozera chinenge...bhowaborebhoyiBhoyi izita risina rukudzo ringapiwa munhu ane-nge...bhuKuti bhu kudonha pasi zvine mutsindo.bhu bhuKuti bhu bhu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semaputi.bhu bhu bhuRuzha rwokurovera chinhu uchidzokorora.bhu-uKuti bhu-u kubudisa mweya nokumashure zvine karuzha kakati...bhubhaKubhubha kupfiza kunoita chinhu chava kufa.bhubhudyukaKana chinhu chichibhubhudyuka chinenge chichikwanisa...bhubhudyuraKubhubhudyura kutsenga nyama yakaita serunda zvinoratidza...bhubhudzaKubhubhudza kurovera mapapiro pamuviri sezvinoita jongwe...bhubhumaKubhubhuma kurovanisa mapapiro zvakanyanya kweshiri...bhubhunuKuti bhubhunu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semabhonzo.bhuchaslaughterhousebhudhiBhudhi ihanzvadzikomana kana shamwari yechirume...bhugudzaKubhugudza kudeura zvinhu mushure mokunge wagumha kana...bhugujaribve. Enda unoti bhu bhu bhu saga iri panze tizogara.bhugujuKuti bhuguju kurova mvura nemakumbo pakudhidha.bhugukaKubhuguka kupfachurwa kwezvinhu kana zvagumhiwa kana kuti...bhugumuKuti bhugumu kugumha chinhu chine zvinhu mukati chobva...bhugumukaKubhugumuka kuwira pasi kwechinhu chine zvinhu mukati.bhugumuraKubhugumura kudonhedza chinhu chine zvinhu mukati chobva...bhukaKana munhu achibhuka chimwe chinhu anenge achinyora kana...bhukureferencebhukushopuBhukushopu imba inotengeserwa mabhuku akasiyana-siyana.bhumboBhumbo rumuti rwakasungirirwa chinhu chakafara mberi...bhumuKuti bhumu kudeuka kwezvinhu mushure mokunge munhu aputsa...bhunuBhunu izita rokutsvinya raidaidzwa naro vachena.bhunyaKubhunya kuputsa zvinhu zvinenge zvavakwa kana kuti...bhuraKubhura kurova munhu zvakanyanya, kazhinji uchishandisa...bhurachabrushbhurachoChishandiso chekutsuka kana kubvisa tsvina (brush).bhuradhaBhuradha munhu womurume akapikira, asiri mupirisiti...bhuraiBhurai inyama inogochwa vanhu vachidya.bhurakufesibreakfastbhurakwachaIri izita raipihwa mapurisa echitema nyika ino ichiri...bhuramaniBhuramani rudzi rwen'ombe yenyama yakaita pfumbu iri hombe...bhurandiBrandybhurangetiblanketbhurashobrushbhuratifurugrapefruitbhuraunaKana uchibhurauna chikafu unenge uchichitsvukirisa...bhuraunibhurauziblousebhurawunibrownBhuraziribrazilbhurekeBhureke mudziyo wepurasiti-ki une mubato nehwidibiro...bhurekiBhureki ndechi-notsikwa kana kudzvanywa pamishini yakaita...bhurichiBhurichi mwana anenge asina kugara zvakanaka mudumbu...bhurigadhiyaBhurigadhiya muuto ane chinzvimbo chiri pakati nepakati...bhurigedhibrigadebhuroiraBhuroira rudzi rwehuku dzenyama, dzakaita chena kazhinji...bhurokabrokerbhuronzibronzebhuruBhuru imombe hono isina kubhadhiswa.bhurugwaBhurugwa chipfeko chinobva muchiuno chichidzika kumabvi...bhurukubhurukutuKuti bhurukutu kuwira kana kugara pasi, munhu achizvikanda...bhurukwapantsbhurukwebhurumangoBhurumango rudzi rwemango huru ine makwande akaita...bhurumuBhurumu mutsvairo une mubato murefu unoita kuti munhu...bhururaBhurura chipuka chinenge nhunzi, chinoruma...bhururucolleaguebhururukaflyawaybhururutsaKana ukabhururutsa shiri unenge waita kuti ibve payanga...bhuruubluebhuruvaraKupera utsva kana kudzikira kukosha.bhutibootbhutisiBhutisi rudzi rwemasokisi anopfekedzwa vana vadiki...bhutsubootsbhututrunkbhuuKuti bhuu kurira nomutsindo uri pasi sekungaitwa nechinhu...bhuyaKubhuya kukurukura nyaya.biKuti bi kudonha kwechinhu zvine mutsindo, sezvinoita damba.bi biKuti bi bi kurira kwebhera remota.bi bi biKuti bi bi bi kumhanya kwemunhu ane muviri mukuru.bibibiBibibi munhu asingagoni kunyatsotaura, anondandama.bibidaKana munhu achinzi abibida chinhu anenge achitakurira...bibidzaKumhanya kowakaremerwa.bibinuKuti bibinu kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete kubva...bibinukaKubibinuka kuenda kana kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe...bibiriKana chinhu chikati bibiri chinenge chadonhera pasi chobva...bibirikaKubibirika kushereketa wakarara kazhinji pari pamusana...bibitaKubibita kutakura zvinhu zvakawanda panguva imwe chete.bibitsaKubibitsa kutakudza munhu kana chimwe chinhu zvinhu...bida bidaKana munhu achifamba achiti bida bida anenge achifamba...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store