KwaunobvaDuramazwiBbibiri

Zvinoreva

Kana chinhu chikati bibiri chinenge chadonhera pasi chobva chazara tsvina.

1

Kana chinhu chikati bibiri chinenge chadonhera pasi chobva chazara tsvina.

Kana chinhu chikati bibiri chinenge chadonhera pasi chobva chazara tsvina.

2

Kuti bibiri kudzinga kana kutinha zvinhu kuti zvibve pazvanga zviri.

Katsi yakati makonzo bibiri, achibva adzokera muzumbu maanga abuda.

Zvakafanana

bidiri

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bibirika

Kubibirika kushereketa wakarara kazhinji pari pamusana pokuti uri kurwadziwa.

Verenga

Swipe for the next word