Duramazwi
Zvinoreva
Kubibinuka kuenda kana kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete.
1

Vanhu vakabibinuka kuenda kuminda pakamira mvura kunaya.
Kubibinuka kuenda kana kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bibiri
Kana chinhu chikati bibiri chinenge chadonhera pasi chobva chazara tsvina.
VerengaSwipe for the next word