KwaunobvaDuramazwiBbibidza

Duramazwi

bibidza

Zvinoreva

Kumhanya kowakaremerwa.

Kubibidza kuridza bhera remotokari.

1

Kumhanya kowakaremerwa.

Farai aneta nekubibidza ari kugedhe.

Kubibidza kumhanya kwemunhu akatakura zvinorema kana kuti ane muviri mukuru.

2

Kubibidza kutakura zvinhu zvinorema.

3

Kubibidza kumhanya kwemunhu akatakura zvinorema kana kuti ane muviri mukuru.

4

Kubibidza kuridza bhera remotokari.

Farai aneta nekubibidza ari kugedhe.

Kurumidza.

Kubibidza kumhanya kwemunhu akatakura zvinorema kana kuti ane muviri mukuru.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bibinu

Kuti bibinu kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete kubva mazvanga zviri.

Verenga

Swipe for the next word