KwaunobvaDuramazwiBbibinu

Duramazwi

bibinu

Zvinoreva

Kuti bibinu kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete kubva mazvanga zviri.

1

Kuti bibinu kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete kubva mazvanga zviri.

Pakapera musangano vanhu vakati bibinu kubuda munhandare.

Kuti bibinu kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete kubva mazvanga zviri.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bibinuka

Kubibinuka kuenda kana kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word