Duramazwi · zita
bhikoni
beacon
Duramazwi · zita
beacon
Bhikoni mwenje unobvira uri pamusoro pegomo kana kuti pamwe pakakwirira paunoonekwa, unenge uchishanda kunyeyera vafambi mamiriro akaita nzvimbo yaunenge uri. Pamusoro pegomo apa pakaiswa bhikoni kuti vendege vaone kuti pakakwirira.

Duramazwi
01 / 03bhimhi
Kuti bhimhi kurova munhu kamwe chete nechibhakera kumusana, pachipfuva kana kuti mudumbu.
VerengaSwipe for the next word