Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bhimhi kurova munhu kamwe chete nechibhakera kumusana, pachipfuva kana kuti mudumbu.
1

Usati mwana bhimhi mudumbu. Unozomukuvadza.
Kuti bhimhi kurova munhu kamwe chete nechibhakera kumusana, pachipfuva kana kuti mudumbu.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhimhidza
Kubhimhidza kurova nechibhakera kumusana kana mudumbu.
VerengaSwipe for the next word