Duramazwi
Zvinoreva
Bhikini rudzi rwekabhurukwa kemukati kemadzimai kanovhara pamberi nepamashure kuhudyu, kaine mucheka mutete kana tambo.
1

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhikiri
Bhikiri ikomichi huru inowanzonwirwa doro kana mahewu.
VerengaSwipe for the next word