KwaunobvaDuramazwiBbhurakwacha

Duramazwi · zita

bhurakwacha

Zvinoreva

Iri izita raipihwa mapurisa echitema nyika ino ichiri kutongwa ne-vachena.

Bhurakwacha isora rine mashizha akapamha-ma, ane tumvere, rinowanzowanikwa panzvimbo dzinochengeta unyoro.

1

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhuramani

Bhuramani rudzi rwen'ombe yenyama yakaita pfumbu iri hombe chaizvo, iine nyundwa huru pamusana.

Verenga

Swipe for the next word