Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhavhu rudzi rwedhishi hombe rinogezerwa kana kuwachirwa.
1
Bhavhu rudzi rwedhishi hombe rinogezerwa kana kuwachirwa.
Bhavhu rudzi rwedhishi hombe rinogezerwa kana kuwachirwa.
Kana mwana achipfachura-pfachura mvura mubhavhu maari kugezeswa anenge achiirova nokuikupira ichirasikira kose kose.
2
Bhavhurumu.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhavhurumu
Bhavhurumu imba yokugezera.
VerengaSwipe for the next word