KwaunobvaDuramazwiBbhawa

Duramazwi · zita

bhawa

pub · beer hall

Zvinoreva

Bhawa imba inotengeserwa nekunwirwa hwahwa.

1

Bhawa imba inotengeserwa nekunwirwa hwahwa.

Bhizimisi chitoro, hotera, bhawa kana imwewo nzira inopinza mari kumuridzi.

Bhawa imba inotengeserwa nekunwirwa hwahwa.

Vaiva nemabhizimisi aisanganisira zvitoro, zvigayo uye mabhawa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhawero

Bhawero zindiro zihombe rakadzika rinoisirwa kana kusanganisirwa chikafu chakaita samasaradhi.

Verenga

Swipe for the next word