KwaunobvaDuramazwiBbhuracho

Duramazwi · zita

bhuracho

Zvinoreva

Chishandiso chekutsuka kana kubvisa tsvina (brush).

1

Chishandiso chekutsuka kana kubvisa tsvina (brush).

Akati shangu kwizu kwizu nebhuracho, achibva adziti mutsoka pfe pfe, ndiye panze dhugu.

Chipfari kambava kamwe chete chete kebhuracho.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhuradha

Bhuradha munhu womurume akapikira, asiri mupirisiti, anogara achinamata nokuita mabasa okubatsira.

Verenga

Swipe for the next word