Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhedhirumu.
1
Bhedhirumu.
Hedhibhodhi chimwe chezvizvishongo zvinoiswa mubhedhurumu kumusoro kwemubhedha kuti munhu anogona kugara pamubhedha akazembera.
Kumhanyira kunhu kuenda nedivi raikoko. Kana ukaona moto wabata muno mumba mhanyira nokubhedhurumu ndiko kune mukana wekubuda nawo.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhegi
bag
VerengaSwipe for the next word