KwaunobvaDuramazwiBbheji

Duramazwi · zita

bheji

bet · badge

Zvinoreva

kanu. Kana munhu achiti bheji anenge achiitirana nharo nomumwe ava kuda kuti kana chaanotaura chikawanikwa chiri chokwadi ahwinhiswe chimwe chinhu. Uri kungokakavadzana neni uchiti haasati aroora. Bheji, kana uchida tindobvunza sekuru vacho.

Bheji kachidimbu kadiki kejira kana kuti kesimbi kanogona kunamirwa pahembe kuti ishongedzeke kana kuti sechiratidzo chekuti munhu aonekwe kuti ndeweboka ripi kana kuti chikoro chipi.

1

Kabheji rudzi rwemuriwo unobumba kana uchinge wasvika pachinhano chokuti waakuda kudyiwa.

Retisi muriwo unobumba sekabheji, wakacheneruka uye unowanzoshandiswa pakugadzira saradhi.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word