Duramazwi
bheja
gamble
Duramazwi
gamble
Kupika kana kufembera kazhinji uchitsigira nemari.
Kupika kana kufembera kazhinji uchitsigira nemari.
Vamwe vanhu vanohwina kumijaho yemahachi vanoti vanotoita zvokurotswa vasati vabheja.
Kubheja kuisirana mari vanhu vachiita mapitse, mumwe achiti zvichaitika ndezvizvi, mumwe achiramba, anenge agona kufembera ndiye ozotora mari.
Chomu naKombo vakabhejerana, mumwe achiti bhiza rinonzi Bhingo ndiro raizohwinha, mumwe achiti kwete.
Kubheja kutamba mutambo wokuti munhu anotenga makadhi, ozama kudoma kuti mabhiza achahwinha mumujaho ndeapi vamwe vakarasika.
Kana munhu achiti _ndinobheja_ anenge achipika kuti maonere ake ndiwo echokwadi.
_Ndinobheja kuti kamukomana kako kaya hakakuroori._
Duramazwi
01 / 03bheji
bet
VerengaSwipe for the next word