Duramazwi
Zvinoreva
Kubhedhenura kuvhura chinhu changa chakapetwa kuti mukati macho muonekwe.
1
Kubhedhenura kuvhura chinhu changa chakapetwa kuti mukati macho muonekwe.
Kubhedhenura kuvhura chinhu changa chakapetwa kuti mukati macho muonekwe.
Kana uchitambanudza chinhu chakapetwa unenge uchichibhedhenura kuti mukati macho muonekwe.
Faira ihomwe yakagadzirirwa kuchengetera mapepa kana kuti magwaro, kuitira kuti uzoabhedhenura zvichiita nyore kuwana aunenge uchida.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhedhirumu
Bhedhirumu mupanda kana kuti imba yokurarira.
VerengaSwipe for the next word