Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhunu izita rokutsvinya raidaidzwa naro vachena.
1
Bhunu izita rokutsvinya raidaidzwa naro vachena.
KuSouth Africa ndiko kwakanyanya kumbotonga mabhunu achidzvanyirira vanhu vatema nokuita rusaruraganda.
Bhunu rumwe rudzi rwemajuru makuru matsvukutsvuku anoruma zvinonyanya kurwadza nokuti nyanga dzawo ihombe.
2
Bhunu rumwe rudzi rwemajuru makuru matsvukutsvuku anoruma zvinonyanya kurwadza nokuti nyanga dzawo ihombe.
Majuru orushwani anonaka kukunda mabhunu here?
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhunya
Kubhunya kuputsa zvinhu zvinenge zvavakwa kana kuti zvinenge zvakarongedzwa zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word