Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu mutambo unotambwa nevana vachibhambisa kabhora pasi, vachiita zvidavado zvakasiyana siyana zvekupinza bhora mumakumbo nemaoko.
1
Uyu mutambo unotambwa nevana vachibhambisa kabhora pasi, vachiita zvidavado zvakasiyana siyana zvekupinza bhora mumakumbo nemaoko.
Aka kabhora kadiki kanoshandiswa pamutambo wetenisi uye nevana pamutambo wakaita sebhosikahimu.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhosvo
Bhosvo mudziyo wesimbi unoridzwa nevanoita zvemimhanzi, unorira uchiita zvekufuridzwa.
VerengaSwipe for the next word