KwaunobvaDuramazwiBbhubha

Duramazwi

bhubha

pfura shangu

Zvinoreva

Kubhubha kupfiza kunoita chinhu chava kufa.

1

Kubhubha kupaparika kweshiri inenge ichida kuzvinunura kubva paurimbo hunenge hwaibata.

2

Zvine chekuita

pfura shangu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhubhudyuka

Kana chinhu chichibhubhudyuka chinenge chichikwanisa kutsengeka.

Verenga

Swipe for the next word