Duramazwi · zita
bhidha
bid
Duramazwi · zita
bid
Kubhidha kutaura mari yaunoda kutenga nayo chimwe chinhu uchikwikwidzana nevamwe vanenge vachida kutengawo.
Bhidha mudziyo unoti rimwe divi ibadza rimwe idemo, unoita zvokupfekerwa mupini.

Kutimbinura kubvanyangura zvakavakwa munhu achishandisa zvakaita sebhidha kana piki. Takashandisa piki kutimbinura uriri hweimba yatakavaka.

Duramazwi
01 / 03bhidhaira
Kubhidhaira kufamba zvine hasha uchitsika pasi zvine simba.
VerengaSwipe for the next word