KwaunobvaDuramazwiB 3

Duramazwi

Mazwi ane B.

1208 Shona headwords beginning with B, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 3 pa5

bidairaKubidaira kufamba munhu achipfichukira chiuno kumativi.bidiBidi chiitiko chinoshamisa uye chisingatendeseki.bidinuKubuda pachena kwechinhu.bidinukaKubidinuka kwechinhu kukwanisika kwacho kuvhukunurwa...bidinurachinhu changa chakavanzika chichibidinuka chinenge...bidiriKuti bidiri kudonha kwechinhu, zvikuru chirefu, kubva...bidiri bidiriKuti bidiri bidiri kushanyarika-shanyarika pasi kwemunhu...bidiridzaKubidiridza kubvisa chinhu chinorema panzvimbo uchiichiisa...bidirikaKubidirika kuumburuka pasi, kazhinji kwechinhu chine uremu.bidyuKuti bidyu kusimudza nokutakura chinhu chinorema.bidyudzaKubidyudza kusimudza nokutakura chinhu chinorema.bidzaKuyambusa.bidzuKuti bidzu kusimudza chinhu nokukasira.bikabrewbika munhuKubika munhu kumurova chaizvo neshamhu.bikakamweBikakamwe chinwiwa chinobikwa noupfu hwezviyo, chakaita...bikanaKana vanhu vachinzi vari kubikana vanenge vari kuitirana...bikiraKudyisa.bikiroMudziyo kana nzvimbo yokubikira.bikisaKana vamwene vakabikisa muroora vanenge vaita kuti...bikitaBikita imhuka huru inogara mumwena wainochera, inofamba...bikoBiko ndezvinotenderanwa nokuyereswa navanhu vomutupo mumwe...bikuBiku kurara vanhu vakakwatidzirana.bikuraKubikura kutora chinhu panzvimbo nokukasira wobva waenda...bimaKubima kugara munhu anyerere, sezvinoita muenzi.bimbiMune zvokusona, bimbi urefu hwemucheka unenge wachekwa.bimbimbiBimbimbi rukweza runokohwewa rwakawanda kupfuura mamwe...bimbiriBimbiri kunyepedzera kurwa kwevana vari kutamba.bimhaBimha rudzi rwemhuka yemusango iri pakati pemhembwe...bimhidzaBimhidza chirwere chechipfuva chinokonzera kuti munhu...bimhimhiBimhimhi kurova munhu nezvibhakera kakawanda uye panguva...bimhiriBimhiri chibage chakasvodogorwa kubva padzinde racho.bimvuchunkbimwaBimwa mudziyo kana chimwewo chinhu chinoshandiswa kuyerera...binaPakurura denga remba, bina ibango rinoshandiswa kutsigira...binamhinaBinamhina chinhu chinoitwa asi chisina maturo.bindaKubinda kupfeka chinhu chinobva muchiuno chichisvika...bindepindeoverlapbindiBindi chikomba chinobuda padama romunhu kana akanyemwerera.bindikitaKubindikita kuita chinhu nesimba wakaisa pfungwa dzako...bindiranumbbindiriraBindirira kuramba munhu achienderera nerwendo rwake...binduBindu inzvimbo inorimwa zvakaita semuriwo, hanyanisi...bindudzaKubindudza kukonzera kuti vanhu vaite chinhu...bindudzambwaBindudzambwa rudzi rwetsuro inomhanya chaizvo.bindukaKubinduka kuita basa nesimba.bindukoBinduko chiitiko chinokumanikidza kuita zvimwe zvinhu...binduraKana mhuka hadzi ikabindura inenge yasvika pachinhahho...bingaBinga inzvimbo yakakomberedzwa inenge ine dzimba dzashe.bingiKana munhu achiita bingi anenge achibvunza mibvunzo...bingisaKubingisa munhu kumubvunzurudza twakawanda uchiratidza...binhaKubinha munhu kumurova zvakasimba, kazhinji uchishandisa...binin'idzaKubinin'idza kuruka zvinhu zvakaita semajuzi, chirukiso...binyaKubinya kusimudza chinhu wobva wochitakura papfudzi.binyaidzaKubinyaidza kupinza kana kuburitsa chinhu mumba kana...binyaukaKana munhu achibinyauka anenge achimonyoroka muviri wake...binzaKubinza kuita zvinhu zvinoita kuti munhu ashatirwe.bipitaKubipita kutakurira chinhu papfudzi.bipitiraKubipitira kutakura zvinhu zvose zvinokwanisika panguva...bipitoshoulderbipityuKana ukati chinhu chinorema bipityu, unenge wachisimudza...bipityuraKubipityura kusimudza chinhu chihombe uye chinorema, wobva...biraMutambo wekutamba nekunamatira kune vakaenda (traditional...bira-biraKubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.biribidiKuti biribidi kudonha zvine simba kwemunhu kana chinhu...biribididzaKubiribididza kuita kuti munhu atsike-tsike pasi, achiedza...biribidikaKubiribidika kuedza kubvisa paunenge wakabatwa zvakasimba.biridziradefraudbirimoBirimo kumahombekombe kwerwizi kwakakwirira uye kune...biripiriGwirikwiti.biripitiBiripiti chirwere chinopedzisira munhu ava nemhezi muviri...biriraKubiridzira.birishaKubirisha kuita zvinhu zvinoshatirisa kana kunetsa munhu.birisoChinhu chinoshandiswa pakuburisa doro kana hupfu.biriviriBiriviri ndekwadzika kweruware, kunotedza.bisaKukwanisa kubvisa chinhu panzvimbo (to remove).biseBise isora rinomera mumunda, rinokonzera kuti mbeu dzisvave.bishaKubisha kushanda nesimba uye zvichizopa mubairo.bishapishaBishapisha kudzimaidzika mupfungwa zvokuti...bishiBishi kuita zvinhu nechimbichimbi muchiratidza kuti muri...bishoriBishori kusabatana kwevanhu mukufunga kana mukuita zvinhu...bisiroBisiro inzvimbo yakavakirirwa, inopisirwa hari dzabva...bisoBiso ihari huru inopisirwa doro.bitiBiti hwahwa hunotapira uye husinganyanyi kudhaka.bitipitiBitipiti vanhu kana mhuka dzakawanda dzinenge dzichifamba...bitiraasphyxiatebitirirwaKubitirirwa kutadza kuwana mweya wokufema nemhosva yokuti...biviraKubivira kurunga munyu, shuga kana mhiripiri yakawanda.biyaKubiya kupfeka nhumbi dzinodhura.biyepiyeBiyepiye vanhu vakawanda vanenge vachifamba pamwe chete...biyingaKubiyinga kupfeka nhumbi dzine ruvara rwakajeka.biyoBiyo idanda rinochinjikwa pagonhi kana pagedhe kuti...bizhaKubizha kuzvipinza munyaya isinei newe, zvichizogona...bizuKuti bizu kutanga kuita basa rinoda simba rakawanda.boBo inzungu inenge isina mwana mukati.bo bo boKuti bo bo bo kuuchira maoko sezvinoita mukuwasha kuna...boboBobo inzungu ichiri diki, inenge isati yakora. Ipa vana...boboboKuti bobobo kuvhara maziso sezvinoita munhu ava kukotsira.bobodzaKubobodza kuuchira maoko zvinonzwika kure, sezvinowanzoita...bobomerwaKana munhu achiti abobomerwa anenge ashaisisa chimwe...bochaBocha rudzi rwetunyunyu twakada kufanana netunhunzi...bocheKuti boche kugamuchira zvaunenge uchipihwa uchiratidza...boche-eKuti boche-e kuenda neseri kwechinhu uchinyenyeredza pane...bochiKuti bochi kupotsera zvekudya mukanwa.bochisiBochisi muti une hunde yakaomarara, unowanikwa munzvimbo...bodaBoda chidya chomunhukadzi chinenge chakaumbwa...bodiKuti bodi kuvhara maziso.bodoKuti bodo kuibvisa kwechinhu chabikwa.bododzaKubododza kutyora chinhu chakanyorovera, chakaita...bodokaKubodoka kunyorovera kunoita chinhu chabikwa.bodoraKubodora munhu kana mhuka kuirova panhengo yomuviri...bodotsaKubodotsa kubika chinhu chokudya kusvika chaibvisa.bodyoBodyo ibasa rinoshandwa nesimba.bodzaKubodza kuwana chinhu pamusaka pokuti waita rombo rakanaka.bodziChinhu chimwe chete pano ruzivo.bofoBofo chinhu chakatefeteka chokuti ukachitsimbirira...bofublindboiKuti boi kuchema kweshiri dzichiita ruzha rwuri pamusoro.boi boiKuti boi boi kubwaira maziso nokukasika.boirablinkbokaagencybokoKuti boko kudongorera zviri kuitika mukati kana kunze...boko bokoKuti boko boko kubwaira kwemunhu azere nenyadzi.bokonoraKubokonora kudzidzisa munhu kuzvidzora pane zvakaipa...bokopokoBokopoko ruzha runoitwa nemvura inoyerera.bokoraBokora imvura inonaya zvinyoronyoro.bokorodziBokorodzi chikamu chikuru chezvinhu zvakawanda.bokozaBokoza imvura yakawanda inonaya zvine simba.bokozozoBokozozo vanhu vakaungana pamwe chete vasinganyatsozivi...bomaBoma ndepanenge pakuzvuka pomuti nemhaka yokuti mhuka...bombabomberaBombera ibota rinonamatira pamugoti rinopihwa semubairo...bomboBombo rudzi rwekamhashu kadiki kasingabhururuki uye...bombweBombwe mukadzi anomiririra panoroorana mukomana nomusikana.bomeBome mushonga unozorwa pamiseve, kana pazvimwewo zvombo...bomeraBomera chirwere chinopararira muvanhu chichipomeranwa.bomhaKana nhumbi nyoro yayanikwa ichibomha, madonhwe emvura...bomhoBomho inzvimbo isina miti uye yakaserera.bomhodzaKana ukabomhodza munhu unenge wamurova pamuromo noruoko.bomoKuti munhu bomo kumurova pamuromo uchishandisa ruoko.bomokaKubomoka kutaura zvinhu zvisingatarisirwi nevanhu vanenge...bonaKubona kuvhuna chinhu chakaita sechitanda.bondaBonda zishamu ziguru.bondapondaBondaponda chinhu chinokwanisa kushandiswa nemunhu wose...bondeBonde chirukwa chokugarira kana kurarira, chinorukwa...bonderaKubondera kurovera pane chimwe chinhu.bonderereBondaponda.bonderoBondero inzvimbo inopurirwa mbesa dzakaita semhunga nezviyo.bondimboBondimbo chinhu chakakoresa zvisina kufanira.bondocollarbonebondokaKubondoka kufufunuka kwechinhu chakaumbwa nedhaka...bondokotaKubondokota kugara pasi wakapeta makumbo.bondokotoKuti bondokoto kugara pasi munhu akapiringanisa makumbo.bondoraKubondora kubvisa makwande pamuti zvokuusiya usina kana...bondweChigadzamapfihwa.bongaBonga zvinhu zvinoverengeka zvinenge zvisina kukwanirana...bongoBongo munhu anokara zvokudya chaizvo.bongodzaKubongodza kukwezva munhu kuti ade chokudya chawamupa.bongokaKubongoka kupanga chimwe chinhu chokudya kana kuti chokunwa.bongomoKuti bongomo kusheedzera nezwi riri pamusoro kunoita munhu...bongomoraKubongomora kusheedzera kana kuchema kune ruzha kwemunhu...bongoraKubongora kukonzera kuti munhu anzwe kuda zvokudya zvaaona.bongozozoriotbonhoKuti bonho kusvuura muti zvokusara usisina kana gwande.bonhoramasturbationboniBoni nderimwe chete remagirazi anopfekwa kumeso.bonjebonjoraKubonjora munhu kana mhuka kuirova nechitanda chinobaya...bonoKuti bono kubwaira maziso komunhu apererwa nemazano.bonokaKubonoka kubwaira maziso kunotaridza kuti wapererwa...bonoreBonore muguri wechibage chavhunwa kubva padzinde racho.bonyaKubonya kubuda misodzi mumaziso kunoita munhu achichema...bonyoramasturbatebonzabooMombe inoti boo kana ichichema sekunge zviya yatungwa...bookahollowbooraKana munhu achiboora chinhu anenge achichibaya nechinangwa...bopaKubopa kuva munhu akaneta asina simba.bopeBope ruzha runoitika vanhu vachipopotedzana vachida kurwa...bopoBopo imvura inenge yanaya yakawanda zvikuru.bopomaBopoma ruzha runoita mvura inenge ichiyerera yakawanda...bopomoraKubopomora kurutsa zvakanyanya, zvokutobudisa zvizhinji...boponoraKuboponora kusunungura chinenge chakasungwa. Tinoboponora...bopotouproarboreoreBoreore ibundo rinomera mumvura, rinobikwa somurivo...borimhoriBorimhori rudzi rwemhashu yakada kukura segwiza, ine...borombeBorombe imombe hadzi ichiri diki, isati yabereka.boromokwaBoromokwa inzvimbo inofamba nemvura, yakadzikira.borongweBorongwe munhu anoruta, anozvipa zvokudya zvakawanda vamwe...boshweRuboshwe.bosiBosi itsvina yomunhu kana yemhuka yakaita mvura mvura.botaporridgeboteBote itambo yakarukwa, inoshandiswa pane zvakawanda...botedziBotedzi munhu anosvikirwa nemudzimu.boterekwaBoterekwa inzira isina kutwasuka, inopoterera gomo.boterereBoterere panzvimbo panoungana mvura inoyerera i...boteroBotero inzvimbo yekugara inotsvagwa neanenge atiza kumusha...botsaBosta chiitiko chine kutukana nokurwa mukati.botsakufaKana munhu akarwara botsakufa anenge arwara zvakanyanya...botsoBotso mutambo unoitirwa kupodza shungu dzomubereki akafa...botyopotyoBotyopotyo mabudiro ekukurumidza angaite zvinhu zvakaita...bouBou muchero unoberekwa nemuti wemubou.bovaKubova kurutsa kunorwadza kunowanzokonzerwa nenyongo.boveKuti bove kuisa kunoita munhu chidimbu chose chechokudya...boveraKubovera kuwira mukati kunoita chinhu. Kana munhu akura...bovhaBovha ishanga dzechibage dzinenge dzisati dzakora.bovovoKuti bovovo kupinda panzvimbo inenge isingabvumirwi.bozaZviwanikwa ruzivo.bozhaMune muviri mukuru kwazvo.bozvaKubozva kudya chikafu uchiratidza kunakirwa zvikuru.buKana chinhu chikati bu chinenge chadonhera pasi zvine...bu buKuti bu bu kuuchira munhu waunoremekedza, kazhinji...bu bu buKuti bu bu bu kuombera, sezvingaita vanhu panenge...bubuBubu iganda renzungu kana renyemba risina chinhu mukati.bubuduKuti bubudu kuzadza kunoita munhu kamudziyo kadiki nezvinhu.bubuduraKububudura kudya kunoita munhu chinhu chakaita sembambaira...bubudzaKububudza kutanga kubumba kunoita mazamu emwanasikana.bubunduKuti bubundu kutsenga kunoita munhu zvinhu zvakaoma...bubunyuKuti bubunyu kutsenga zvinhu zvakaita senyimo dzakakangwa...buchaKubucha kudya chikafu munhu achiratidza kunakirwa zvikuru.budacheckoutbuda ndibudewoUyu mwana waamai vako waunenge uchitevedzana naye...budikidzaKukwanisa kupfuvura nepakati pechimwe chinhu (to...budirikoBudiriko kududzirwa kunoitwa vanhu mushure mekunyora bvunzo.budiriraachievebudirirobreakthroughbudirwaKusutswa.budisaKuratidza kana kuzivisa ruzhinji rwevanhu.buditsapublishbuduInzwi reruzivo.bududzaKubududza kutyora zvinhu zvakapfava, sezvakaita mbambaira...budukaKubuduka kuvhunika kwechinhu chakanyorovera.buduraKubudura kutsenga zvinhu zvakanyorovera.budzaKubudza kubetsera mumwe munhu kubvisa poto kana hari pamoto.budziBudzi chirimwa chinokura chichireburuka, chinofanira...bufuKuti bufu kutaura izwi rokupikisa munhu anenge ati vanhu...bufukaKubufuka kutaura nenzira inokanganisa runyararo runenge...bufuraKubufura kutaura panenge pachitarisirwa kuti vanhu...bufuriraKubufurira mumwe munhu kumutaurira zvakaitika muchidimbu...bugumuKuti bugumu kudonhedza mudziyo pasi, sezvakaita chirongo...bugumutsaKubugumutsa kudonhedza mudziyo pasi uchibva waputsika.bukaKana munhu akanzi ane buka anenge asingatani kuvhunduka.bukapukaBukapuka kumhanya-mhanya kunoita vanhu vachitsvaga chimwe...bukiraKubukira kutanga kubuda patsva kunoita mashizha pamuti...bukirwaBukirwa idavi remuti kana rechimwe chirimwa rinowanzomera...bukuKuti buku kurutsa kunongoitika chiriporipocho munhu...bukuraKubukura kudzoka mukanwa kunoita zvaunenge wambodya...bukuroBukuro ndezvinenge zvambodyiwa nemombe, zvinozodzokazve...bukutaBukuta ivhu rakatsetseka kwazvo rinopupurutswa nemhepo.bukutuBukutu ivhu dzvuku rinobatira chaizvo pambatya.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store