Duramazwi · zita
bimvu
chunk
Duramazwi · zita
chunk
Bimvu chidimbu chechokudya chakakura. Akashamisa vanhu paakabikura bimvu rose rechingwa ndokurikanda mukanwa asi ipo pane vana vaitodawo chingwa ichocho.
Bimvu chidimbu chechokudya chakakura. Akashamisa vanhu paakabikura bimvu rose rechingwa ndokurikanda mukanwa asi ipo pane vana vaitodawo chingwa ichocho.
Akapiwa bimvu rechingwa rakakura pamusha pasekuru.
Chibimvu chimedu chinenge chadimburwa kana kugurwa pachihombe.
Duramazwi
01 / 03bimwa
Bimwa mudziyo kana chimwewo chinhu chinoshandiswa kuyerera zvinhu zvakasiyana-siyana.
VerengaSwipe for the next word