KwaunobvaDuramazwiBbina

Duramazwi · zita

bina

Zvinoreva

Pakurura denga remba, bina ibango rinoshandiswa kutsigira nhungo padzinenge dzichisungirirwa pamwe chete.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

binamhina

Binamhina chinhu chinoitwa asi chisina maturo.

Verenga

Swipe for the next word