Kwaunobva/Duramazwi/B/binda
Duramazwi
Kubinda kupfeka chinhu chinobva muchiuno chichisvika muzvidya.
bindepinde
overlap
bindi
Bindi chikomba chinobuda padama romunhu kana akanyemwerera.
bindikita
Kubindikita kuita chinhu nesimba wakaisa pfungwa dzako dzese ipapo.
Swipe for the next word