Duramazwi
bindira
numb
Duramazwi
numb
Kubindira kuzvipeta muviri kunoita munhu ari mumachira, ozvimonera nemachira ose.

01 / 03bindirira
Bindirira kuramba munhu achienderera nerwendo rwake asingamiri munzira, chero akaona vanhu vaanoziva.
VerengaSwipe for the next word