Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bindi chikomba chinobuda padama romunhu kana akanyemwerera.
Kuti bindi kugadziridza hembe yanga isina kuvhara muviri zvakanaka kuti iuvhare.

Kuti bindi kugadziridza magariro kuitira kuti nhengo dzomuviri dzinonyadzisa dzisaoneke pachena.

Bindi mutsara wakasvibira unowanikwa pamusana wenyoka.
Kuti bindi kugadziridza hembe yanga isina kuvhara muviri zvakanaka kuti iuvhare.
Kuti bindi kugadziridza hembe yanga isina kuvhara muviri zvakanaka kuti iuvhare.
Kuti bindi kugadziridza magariro kuitira kuti nhengo dzomuviri dzinonyadzisa dzisaoneke pachena.
Bindi chikomba chinobuda padama romunhu kana akanyemwerera.
Kuti bindi kugadziridza magariro kuitira kuti nhengo dzomuviri dzinonyadzisa dzisaoneke pachena.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bindikita
Kubindikita kuita chinhu nesimba wakaisa pfungwa dzako dzese ipapo.
VerengaSwipe for the next word