KwaunobvaDuramazwiBbindirira

Duramazwi · zita

bindirira

Zvinoreva

Bindirira kuramba munhu achienderera nerwendo rwake asingamiri munzira, chero akaona vanhu vaanoziva.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bindu

Bindu inzvimbo inorimwa zvakaita semuriwo, hanyanisi, mapuno kana maruva.

Verenga

Swipe for the next word