KwaunobvaDuramazwiBbimhidza

Duramazwi · zita

bimhidza

Zvinoreva

Bimhidza chirwere chechipfuva chinokonzera kuti munhu apindwe nechando.

Kubimhidza munhu kumurova nezvibhakera.

1

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bimhimhi

Bimhimhi kurova munhu nezvibhakera kakawanda uye panguva diki diki.

Verenga

Swipe for the next word