KwaunobvaDuramazwiBbimha

Zvinoreva

Bimha rudzi rwemhuka yemusango iri pakati pemhembwe nenhoro pakukura, inogara munzvimbo dzine uswa ukuru mainofarira kugara isingaonekwi.

1

Change imhuka huru yemhuri yemharapara nebimha inogara pedyo nepane mvura.

Chuzu imhuka huru yakada kufanana nebimha, inogara pedyo nemvura.

Mwana wa

tsvana

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bimhidza

Bimhidza chirwere chechipfuva chinokonzera kuti munhu apindwe nechando.

Verenga

Swipe for the next word