Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bimbiri kunyepedzera kurwa kwevana vari kutamba.
Pashizha romuriwo, bimbiri inhengo iri nechepakati yakacheneruka, inofamba nemvura kubva kudzinde ichienda mushizha rose.

Endai munoitira bimbiri renyu kure, muri kutizadza guruva.
2 Shura.

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bimha
Bimha rudzi rwemhuka yemusango iri pakati pemhembwe nenhoro pakukura, inogara munzvimbo dzine uswa ukuru mainofarira kugara isingaonekwi.
VerengaSwipe for the next word