Kwaunobva/Duramazwi/B/buditsa
Duramazwi
publish
budu
Inzwi reruzivo.
bududza
Kubududza kutyora zvinhu zvakapfava, sezvakaita mbambaira yabikwa.
buduka
Kubuduka kuvhunika kwechinhu chakanyorovera.
Swipe for the next word