Duramazwi
Zvinoreva
Kusutswa.
1
Kusutswa.
Kana munhu achinzi anosvikirwa anenge achibudirwa neshavi rokurapa kana kufembera.
Dzvikiro munhu anoti anobudirwa asi iye achireva nhema zvake.
Kuti hi hi hi ruzha uye kuita sokufenda kunoitwa nemunhu kana oda kumukirwa neshavi kana kubudirwa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03budisa
Kuratidza kana kuzivisa ruzhinji rwevanhu.
VerengaSwipe for the next word