Duramazwi
buritsa
disclose
Duramazwi
disclose
Kuisa pachena.
Kuisa pachena.
Buritsa kunaka nekuipa kwenzira imwe neimwe.
Vakazomuburitsa havo semunhu angaari pedo nemukadzi asii ummm moment iyi yaive yakaipa.
Tete vakaburitsa mari yavo yokuti vakwire naTadiwa kuenda kuchipatara.
Kuburitsa kuisa pamhene chinhu changa chakavigwa kana kuhwanda.
Kuburitsa ziso kurisvinura zvakanyanya sezvingaita munhu avhundutswa.
Kuburitsa kutaura chinhu changa chisingafanirwe kutaurirwa vamwe.
Kuburitsa kudzinga munhu pabasa.
-budisa · -tekudza · -wetsa
Duramazwi
01 / 03buro
Buro ishamhu yekurovesa mbeu dzakaita sezviyo kuti dzidonhe kubva pamadzinde adzinenge dzakohwewa dziri.
VerengaSwipe for the next word