KwaunobvaDuramazwiBburiro

Duramazwi · zita

buriro

Zvinoreva

Buriro ihari inoshandiswa kubikira doro.

Nzvimbo inobudira zvinhu panze.

1

Dumburiro ndepanotusvurwa napo dumbu remhuka yavhiyiwa kuburitsa ura nezvimwe zvomukati.

Nhumburiro inzvimbo inosarudzwa nevavhiyi padumbu remhuka kuti vaicheke vagoburitsa matumbu naipapo.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

burishwa

Burishwa ruzha runonzwikwa panenge pachitaurirana vanhu vakawanda.

Verenga

Swipe for the next word