Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bishori kusabatana kwevanhu mukufunga kana mukuita zvinhu. Vashandi vekambani ino vane bishori zvekuti kushanda kwacho kunotonetsa.
1

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bisiro
Bisiro inzvimbo yakavakirirwa, inopisirwa hari dzabva mukuumbwa.
VerengaSwipe for the next word