KwaunobvaDuramazwiBbota

Duramazwi · zita

bota

porridge

poriji

Zvinoreva

Bota kudya kwakatetepera, kunowanzodyiwa mangwanani, kunobikwa neupfu nemvura.

1

Bota kudya kwakatetepera, kunowanzodyiwa mangwanani, kunobikwa neupfu nemvura.

Kamura upfu ushoma hwokungokurunga bota romwana chete.

Bota kudya kwakatetepera, kunowanzodyiwa mangwanani, kunobikwa neupfu nemvura.

Mushonga wamazino ndewakaita bota unotutuma furo mumukanwa kana munhu achigeza mazino.

Zvakafanana

poriji

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bote

Bote itambo yakarukwa, inoshandiswa pane zvakawanda, zvakaita sekusunga mombe.

Verenga

Swipe for the next word